Duramazwi01 / 03pfanyaKupfanya chinhu kuchidzvinya-dzvinya, sezvinoita vanhu vachida kuona kuti muchero waibva here.Verenga→
Duramazwi02 / 03pfanyanguKuti pfanyangu kurudunura kana kurongonora zvinhu zvanga zvakasungika kana kurongeka zvakanaka.Verenga→
Duramazwi03 / 03pfapfadzaKupfapfadza kudira mvura inenge ichibuda mupombi ichiita zvokuvharwa nokuvhurwa-zve.Verenga→