KwaunobvaDuramazwiPpfanya

Duramazwi

pfanya

Zvinoreva

Kupfanya chinhu kuchidzvinya-dzvinya, sezvinoita vanhu vachida kuona kuti muchero waibva here.

1

Kupfanya chinhu kuchidzvinya-dzvinya, sezvinoita vanhu vachida kuona kuti muchero waibva here.

Kuteketedza kupfanya-pfanya muchero uchida kuona kana waibva.

Kana uchichachanya unenge uchirova-rova kana kupfanya-pfanya chinhu kuti chipfave, chinyorove kana kuti chitefe.

Takachapfanya mashakada pamuchato nezuro.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfanyangu

Kuti pfanyangu kurudunura kana kurongonora zvinhu zvanga zvakasungika kana kurongeka zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word