Duramazwi · chiito
raura
fish
Duramazwi · chiito
fish
Kana uchiraura unenge uchibata hove nechirauro.
Kubata hove uchishandisa chirauro.

Akanga ataurira baba vake, mambo Mupakaviri, kuti masikati acho akanga achida kunoraura hove kurwizi.
Sadza rinogona kuita gwezvo kana uchiraura hove.
Kana wabata datya patinenge tichiraura unofanira kuti wabata nhabwi, nokuti ukasadaro hapana chimwezve chatinozobata.

-redza · -teba
Duramazwi
01 / 03rava
Kuverenga.
VerengaSwipe for the next word