Duramazwi · zita
Zvinoreva
Marasha.
Kana zvinhu zvakangonzi ratya zvinenge zvakaita zvekungokandwa zvinoratidza kushaya hanyn'a.
1

Aini isimbi yokuchisisa mbatya inodziyiswa uchishandisa maratya kana magetsi.
2

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ratyaira
Kuratyaira kufamba uchinge munhu asina simba.
VerengaSwipe for the next word