Duramazwi
Zvinoreva
Kuratuka kubuda kunoita tumvari twemoto, twuchibva padanda rine moto kana pamwewo.
1

Kuratuka kukanda nhambwe refu uchifamba kana kumhanya.
Kuratuka kuregera kuita chinhu mushure mokukundikana.
2

3

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ratya
Marasha.
VerengaSwipe for the next word