Duramazwi
sarenda
surrender
Duramazwi
surrender
Kusarenda kubvuma kuti wakundwa pamakwikwi kana kurwisana kwamanga muchiita.
Tinoshandisa sarenda kuratidza kuti tashaya chekutaura pamusoro pezvimwe zvinhu.

Magonero anoita mwana uyu muchikoro! Ha-a, sarenda!

Kusarenda kubvuma kutsveta zvombo pasi sechiratidzo chekuti makurirwa pahondo yamanga muchirwa.
Tinoshandisa sarenda kuratidza kuti tashaya chekutaura pamusoro pezvimwe zvinhu.
Magonero anoita mwana uyu muchikoro! Ha-a, sarenda!
Tinoshandisa sarenda kuratidza kuti tashaya chekutaura pamusoro pezvimwe zvinhu.
Kusarenda kubvuma kuti wakundwa pamakwikwi kana kurwisana kwamanga muchiita.
-nhera
Duramazwi
01 / 03sari
Sari kanyama kanomera pachigaramanhenga chehuku, kanoti ikakandira zai, kanoripwanya.
VerengaSwipe for the next word