KwaunobvaDuramazwiSsare

Duramazwi · zita

sare

Zvinoreva

Siya munzvimbo kana pachinhu.

1

Siya munzvimbo kana pachinhu.

Mbada rukutu, vose sare maronda kuti nye-e Mbama dzembada dzinopinda munyama, imbwa ganyamuto.

Chiregai ndife musare mugarike.

Kuhafura kubvisa zvimwe zvinhu padutu, kana pane zvakawanda, kuti pasare zvishoma.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word