Duramazwi
-saririra
Zvinoreva
Kana munhu achinzi asarira, anenge ava kumashure pane zvimwe zvinhu zvinenge zvava kuitwa kana kuzivikanwa nevamwe.
1
Kana munhu achinzi asarira, anenge ava kumashure pane zvimwe zvinhu zvinenge zvava kuitwa kana kuzivikanwa nevamwe.
Utyutyuri matumbu matetetete embudzi anowanzo-sarira tundove paanobikwa uye anovavirira.
Bhuru rasarira shure rasarira shamhu.
Nyika dzose hapachina yakasarira shure senhembe munyaya dzetekinoroji idzi.
Zvakafanana
-saririra
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03saririra
Kuitika kana kubudirira kwezvinhu iwe usipo.
VerengaSwipe for the next word