Duramazwi · zita
Zvinoreva
Sari kanyama kanomera pachigaramanhenga chehuku, kanoti ikakandira zai, kanoripwanya.
Sari mwana wechibage anomera pamuchekechera wacho.

Sari kanyama kanonzi kanogona kumera pasikarudzi yemunhukadzi, kachikwanisa kumutadzisa kuita vana.

Zvakafanana
karusarira
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sarira
Kana munhu achinzi asarira, anenge ava kumashure pane zvimwe zvinhu zvinenge zvava kuitwa kana kuzivikanwa nevamwe.
VerengaSwipe for the next word