KwaunobvaDuramazwiDdariro

Zvinoreva

Dendere dzwa rinotamba vanhu mukati.

1

Dendere dzwa rinotamba vanhu mukati.

Uku kupinda mudariro kwevazukuru nanasahwira pabira vachitamba, kuvhurira vamwe dariro.

Dariro kurongana kwevanhu kana zvimwe pachibuda mucherechedzo wedendenedzi unosara pakati.

Dariro inzvimbo yakagadzirirwa kutambira mitambo kana mimhanzi.

2

Dariro kurongana kwevanhu kana zvimwe pachibuda mucherechedzo wedendenedzi unosara pakati.

3

Dariro inzvimbo yakagadzirirwa kutambira mitambo kana mimhanzi.

4

Dariro chikamu chidiki chemutambo wakanyorwa.

Zvakafanana

dambiro

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word