Duramazwi · zita
siteji
stage
Duramazwi · zita
stage
Siteji panhu pakakwirira panoenda vanenge vachiimba kana kutaura panzvimbo ine vanhu vakawanda.

Siteji chinhanho cha unenge wasvika pakuita basa kana chimwe chinhu.

Koshitomu zvipfeko zvemutambi wepasiteji kana mubhaisikopu.
Siteji chinhanho cha unenge wasvika pakuita basa kana chimwe chinhu.
Duramazwi
01 / 03sitendi
Sitendi inzvimbo inenge yakatemwa yaunogona kuvaka imba kana musha wako.
VerengaSwipe for the next word