KwaunobvaDuramazwiDdaro

Duramazwi

daro

-denodeya

Zvinoreva

Kuita saizvozvo.

1

Kuita saizvozvo.

Chokwadi handina kumbenge ndakaziva kuti kuve nebig sister kunonakidza kudaro.

2

Kana chinhu chichinzi chakadaro chinenge chakangoita sezviri kutaurwa zvacho.

3

Kana zvinhu zvichinzi zvakadaro zvinenge zvichireva kuti ndirwo rudzi rwazvo.

Unoona makomo ayo, kana ekwedu akadarowo kukura.

4

Kana vanhu vachiti mumwe munhu adaro vanenge vachireva kuti aita kana kutaura zvinhu izvozvo.

Wava kuda kuramba kuti hauna kudaro asi wataura munhu wose achinzwa.

Zvakafanana

-deno · deya

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

darwa

Darwa chinhu chine mitaro kana kuti mitsetse.

Verenga

Swipe for the next word