Duramazwi · zita
pfupiso
preview · summary
Duramazwi · zita
preview · summary
Pfupiso inyaya refu yakaiswa muchidimbu.
Pfupiso inyaya refu yakaiswa muchidimbu.
Pfupiso ngainyorwe muchindima chimwe chete, ukasadaro unorasikirwa nezvibodzwa.
Tinoda kuti udzokere kunoverenga mitemo iyi zvakare usati wanyora pfupiso yako.
Paunonyora pfupiso iyi ngairambe yakarerekera kudingindira guru rawaona pakutanga.
Duramazwi
01 / 03pfura
shoot
VerengaSwipe for the next word