KwaunobvaDuramazwiFfupiso

Duramazwi · zita

fupiso

Zvinoreva

Chiito chefupisa.

1

Chiito chefupisa.

Pfupiso ngainyorwe muchindima chimwe chete, ukasadaro unorasikirwa nezvibodzwa.

Tinoda kuti udzokere kunoverenga mitemo iyi zvakare usati wanyora pfupiso yako.

Paunonyora pfupiso iyi ngairambe yakarerekera kudingindira guru rawaona pakutanga.

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word