Duramazwi
Zvinoreva
Kufuradha kuzarisa kwemvura murwizi ichibuda mumahombekombe, kazhinji ichindoparadza kunogara vanhu.
1

Kana mota ichinzi yafuradha, inenge yazarisa peturo mukabhareta, yotoramba kumuka.

2

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03furadhi
Furadhi kufashuka kunoita rwizi kana nyanza mushure mekuzarisa.
VerengaSwipe for the next word