Kwaunobva/Duramazwi/F/funzurira
Duramazwi
Kufunzurira kutarisa chinhu nameso akazarurwa zvikuru.
fupi
Chinhu chisina kureba (short).
fupika
Kukwanisa kuve pfupi.
fupikiso
Kupeta mashoko kuitira kuti asati ave mazhinji.
Swipe for the next word