Kwaunobva/Duramazwi/F/funze
Duramazwi · zita
Pfunze rudzi rwembeva inochera mwena, yogara muvhu.
vhunze
Duramazwi
funzi
Funzi munhu anofurira kana kuti kurunzira vamwe.
funzurira
Kufunzurira kutarisa chinhu nameso akazarurwa zvikuru.
fupi
Chinhu chisina kureba (short).
Swipe for the next word