Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dobi kunonga chinhu nokukasika uchichikanda mumukanwa.
1

Huku yakati tsanga yechibage nomuromo dobi.
Kuti dobi kunonga chinhu nokukasika uchichikanda mumukanwa.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dobo
Kana chinhu chati dobo chinenge chapfava uye chakanyorovera.
VerengaSwipe for the next word