Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achidoba anenge achirwa achinyatsopfekera zvibhakera kumunhu waari kurwa naye.
1

Kudoba kuita basa richibva ranyatsobuda nenzira yazvanga zvichitarisirwa.
2

Bhiridha ava vakanyatsodoba denga reimba iyi.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dobi
Kuti dobi kunonga chinhu nokukasika uchichikanda mumukanwa.
VerengaSwipe for the next word