KwaunobvaDuramazwiDdo

Zvinoreva

Kuti do kuwira pasi kwechinhu chakaita semuchero mudiki.

Do muchero unoberekwa muzhizha wakaita setsambatsi, unotapira chaizvo uye unoti kana waibva unoita ruvara rutema.

Do kanhu kakatenderera kanogadzirirwa uchi nenyuchi.

Kuti do kukanda nokunangisa pamwe panhu.

1

Vaisaita kana shungu do asi vaimukurudzira.

What we need to do now is to ask him to let us deal with the girl first kuti iye awane mukana nekuti pose paari kuuya arikudzokera atsva.

Do *jabvura* hembe dzangu idzi dzikurumidze kuoma mvura iri kuuya.

2

3

Do kanhu kakatenderera kanogadzirirwa uchi nenyuchi.

Vaisaita kana shungu do asi vaimukurudzira.

What we need to do now is to ask him to let us deal with the girl first kuti iye awane mukana nekuti pose paari kuuya arikudzokera atsva.

Museve wakatupfunurwa uchibva wandonyatsoti do paziso remhuka.

4

Kuti do kukanda nokunangisa pamwe panhu.

Museve wakatupfunurwa uchibva wandonyatsoti do paziso remhuka.

Kana madonhwe emvura oti do do do, anenge achirova pasi mvura yoda kutanga kunaya.

Vaisaita kana shungu do asi vaimukurudzira.

Zvakafanana

chizinga

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

do do

Kuti do do kudonha kunoita mvura ine madonhwe makuru.

Verenga

Swipe for the next word