KwaunobvaDuramazwiCchuri

Zvinoreva

Kuti churi ruzha runoitwa nechinhu chichiwira mumvura. Akakanda chitombo mutsime chikati churi.

1

Jurichuri kufamba kungaitwa navanhu vanenge vavhiringidzika, vachiita kunge vasisazivi kwavari kuenda.

Zvakafanana

chabwi

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word