Duramazwi
Zvinoreva
Kuti chururu kutota muviri nehembe dzose mushure mekudirwa mvura kana kunaiwa.
1
Kuti chururu kutota muviri nehembe dzose mushure mekudirwa mvura kana kunaiwa.
Kuti chururu kutota muviri nehembe dzose mushure mekudirwa mvura kana kunaiwa.
Machururu kuvapo kwezvinhu zvakaita semvura zvakawanda chaizvo.
Kuti chuchururu kushamisika uchiratidza kuti hapana zvaunogona kuita pamusoro pezvinhu zvinenge zvaitika kana zvaunenge waona.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chururudza
Kuchururudza kudira mvura zvishoma zvishoma pamaoko, mumwe achigeza. Tisati tadya tinochururudzana maoko kuti achene.
VerengaSwipe for the next word