KwaunobvaDuramazwiCchururuka

Duramazwi

chururuka

Zvinoreva

Kuchururuka kuererera zvinyoronyoro kwemvura, ropa kana chimwewo chinenge chateuka.

1

Kuchururuka kuererera zvinyoronyoro kwemvura, ropa kana chimwewo chinenge chateuka.

Nyamadzihwa izita remadunhurirwa rinopi-hwa munhu anogara achichururuka madzihwa.

Kuchururuka kuererera zvinyoronyoro kwemvura, ropa kana chimwewo chinenge chateuka.

Kuti chororo kuchururuka kunoita zvinhu zvakaita mvura, zvichienda pasi.

2

Kuchucha.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chuti

Chuti mutambo wokutemana nebhora, vamwe vanenge vari pakati vachinzvenga.

Verenga

Swipe for the next word