Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chuti mutambo wokutemana nebhora, vamwe vanenge vari pakati vachinzvenga.
1
Chuti mutambo wokutemana nebhora, vamwe vanenge vari pakati vachinzvenga.
Chuti mutambo wokutemana nebhora, vamwe vanenge vari pakati vachinzvenga.
Parachuti mudziyo unoshandiswa kuburuka kubva mundege iri mudenga, unofutunuka mumhepo uye unowanzoshandiswa nomunhu mumwe chete.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chutika
Kuchutika kurova neshamhu nhete. Ndakachutika mombe ikamhanya negeja.
VerengaSwipe for the next word