KwaunobvaDuramazwiBbomha

Duramazwi

bomha

-duza-vhinza

Zvinoreva

Kana nhumbi nyoro yayanikwa ichibomha, madonhwe emvura anenge achibva pairi achidonhera pasi.

1

Zvakafanana

-duza · -vhinza

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bomho

Bomho inzvimbo isina miti uye yakaserera.

Verenga

Swipe for the next word