KwaunobvaDuramazwiBbomo

Duramazwi

bomo

Zvinoreva

Kuti munhu bomo kumurova pamuromo uchishandisa ruoko.

1

Kuti munhu bomo kumurova pamuromo uchishandisa ruoko.

Mai vakati muromo wemwana aichema bomo kuti anyarare.

Kuti bomo kutaura nyaya uchiwedzera kana kutapudza chokwadi chezvinenge zvaitika.

2

Kuti bomo kutaura nyaya uchiwedzera kana kutapudza chokwadi chezvinenge zvaitika.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bomoka

Kubomoka kutaura zvinhu zvisingatarisirwi nevanhu vanenge varipo.

Verenga

Swipe for the next word