Duramazwi
Zvinoreva
Bonda zishamu ziguru.
Kubonda kubvunza munhu mufaro uchiombera maoko zvigunwe zvakaenzana, sezvinotarisirwa kuti vanhurume vaite.
1
Bonda zishamu ziguru.
Nyamunatsi ndiye nyamutsigwa nebonda.
Mukuwasha anofanira kubonda kana asangana naambuya, kwete kungovamhoresa nemuromo.
Kubonda kubvunza munhu mufaro uchiombera maoko zvigunwe zvakaenzana, sezvinotarisirwa kuti vanhurume vaite.
2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bondaponda
Bondaponda chinhu chinokwanisa kushandiswa nemunhu wose pasina muripo.
VerengaSwipe for the next word