Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bombwe mukadzi anomiririra panoroorana mukomana nomusikana.
Bombwe rukweza rwakasvibira chaizvo, rune tsanga dzakakura.

Bombwe chimuti chinoita bundu pasi, chinoti chikatswanywa chikaiswa mumvura chinoita muchetura kuhove.

Zvakafanana
chamutupatupa
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bome
Bome mushonga unozorwa pamiseve, kana pazvimwewo zvombo zvinoshandiswa kubaya mhuka kuti dzikurumidze kufa.
VerengaSwipe for the next word