Duramazwi
chuna
tune
Duramazwi
tune
Kana uchichuna redhiyo unenge uchifambisa chibato chokutsvakisa nhepfenyuro kuti inyatsorira zvisina kuzhozha mukati.

Kana uchichuna gitare kana chimwe chiridzwa unenge uchichisunga kana kusunungura zvishoma kuti chirire zvaunoda.

01 / 03chuni
melody
VerengaSwipe for the next word