Duramazwi · zita
chuni
melody
Duramazwi · zita
melody
Chuni mutinhimira wemumhanzi wakanyatsorukwa uye unonakidza kunzwa. Dzimwe dzimbo dzezvidhakwa hadzina chuni.

Kana munhu achinzi apinde muchuni anenge achiudzwa kuti atevedzere chirongwa chiripo kana zvinhu zviri kuitika.

Duramazwi
01 / 03chunjurusa
Kuchunjurusa kuita zvinhu zvinokonzera kuti chimwe chinhu chinyanye kukanganisika kupfuura zvachingadai chaita.
VerengaSwipe for the next word