KwaunobvaDuramazwiMmutinhimira

Duramazwi · zita

mutinhimira

rhythmic · rhythm

Zvinoreva

Aya maririro omumhanzi. Unofarira mutinhimira wembira here?

1

Aya maririro omumhanzi. Unofarira mutinhimira wembira here?

Chiridzwa mudziyo chero upi zvawo unoshandiswa kuita mutinhimira wemhanzi.

Mutekenyi munhu anoridza mutinhimira wemimhanzi yakasiyana-siyana.

Mumhanzi mutinhimira unobva mukuimba kwevanhu kana kurira kwemagitare, ngoma, mbira nezvimwewo.

2

Uku kupindirana kunoita mazwi evanhu pakuimba kana pakutaura. Mutinhimira ndiwo unoita kuti detembo rinyanye kunakidza.

3

Uku kupindirana kunoita zviridzwa zvemumhanzi.

4

Uku kupindirana kunoita mazwi nezviridzwa murumbo.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word