Duramazwi · zita
mutinhiro
thunder
Duramazwi · zita
thunder
Mutinhiro ruzha runobuda mumishini yakaita semota kana zvombo zvinodhuuka, zvakaita semabhambo kana pfuti.
Mutinhiro ruzha runobuda mumishini yakaita semota kana zvombo zvinodhuuka, zvakaita semabhambo kana pfuti.
Kunze zvakwakapenya ndakabva ndaziva kuti chaizotevera waiva mutinhiro mukuru.
Fofoma ruzha kana kuti mutinhiro wemvura yakawanda inenge ichierera.
Kana chinhu chikati kindi-i chinenge chaita mutinhiro mukuru chaizvo, kufanana nemvura inotinhira.
Bhanan'ana.
Duramazwi
01 / 03mutinini
Kana munhu aine mutinini anenge aine nharo, asingadi kuteerera kana kuita zvaanenge audzwa kuti aite.
VerengaSwipe for the next word