KwaunobvaDuramazwiMmutinini

Zvinoreva

Kana munhu aine mutinini anenge aine nharo, asingadi kuteerera kana kuita zvaanenge audzwa kuti aite.

1

Zvakafanana

mukweso · mushiwo · mukwizinindi · mufizhi · mukonyo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutinino

Mutinino munhu ane nharo asingadi kunzwa zvinotaurwa nevamwe.

Verenga

Swipe for the next word