Duramazwi01 / 03mukwidzaMukwidza inzvimbo iri pakati peyakakwirira neyakadzikira. Mukwidza unowanikwa panzvimbo dzakaita semakomo, zvuru uye kana tichibva muchikova.Verenga→
Duramazwi02 / 03mukwidziMukwidzi kamuti kane mapazi anotandira, kanoita maruva uye kanobereka vana vakaita vatema, vanodyiwa.Verenga→