KwaunobvaDuramazwiDdhi-i

Duramazwi

dhi-i

Zvinoreva

Kuti dhi-i kutinhira kune ruzha rukuru, rwakasimba, uye runonzikwa kure chose.

1

Kuti dhi-i kutinhira kune ruzha rukuru, rwakasimba, uye runonzikwa kure chose.

Makomuredhi akaridza bhazuka kukanzwika kuti dhi-i munharaunda yose.

Kuti dhi-i kutinhira kune ruzha rukuru, rwakasimba, uye runonzikwa kure chose.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhibha

Kuti dhibha kuwira mudziva rine mvura yakawanda usingafungidziri, kazhinji uchitiza njodzi.

Verenga

Swipe for the next word