KwaunobvaDuramazwiGgudhuka

Duramazwi

gudhuka

-ngunduma

Zvinoreva

Kugudhuka kutinhira kwemheni.

1

Kugudhuka kutinhira kwemheni.

Kugudhuka kufazha kunoita zhinhu zviri pamoto.

2

Kugudhuka kufazha kunoita zhinhu zviri pamoto.

Zvakafanana

-ngunduma

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gudhuma

Kana zvinhu zvichigudhuma zviri pamoto zvinenge zvichiita ruzha runotaridza kuti zvaita nguva yakareba zvichibikwa.

Verenga

Swipe for the next word