Duramazwi
tinhira
-gidhima-dhirima-dhumha
Duramazwi
Kana motokari ichitinhira inenge ichiita ruzha, ichifamba kana kuti yakamira.
Kana motokari ichitinhira inenge ichiita ruzha, ichifamba kana kuti yakamira.
Akavata kudaro akazotanga kunzwa kwainge kutinhira.
Kuti dhi-i kutinhira kune ruzha rukuru, rwakasimba, uye runonzikwa kure chose.
Kuti zhi-i kutinhira kunoita motokari kana ichitsikwa mafuta imire panzvimbo imwe.
Kana mvura ichitinhira denga rinenge richiita ruzha kuchitaridza kuti kuri kuda kunaya.
-gidhima · -dhirima · -dhumha
Duramazwi
01 / 03tinini
Kuti tinini kumira kunoita nzeve kana muswe wemhuka.
VerengaSwipe for the next word