KwaunobvaDuramazwiTtinini

Duramazwi

tinini

denene

Zvinoreva

Kuti tinini kumira kunoita nzeve kana muswe wemhuka.

1

Kuti tinini kumira kunoita sikarudzi yemunhurume kana ava kunzwa kuda kuita weti kana kurara nemukadzi.

Kana imbwa ichitinini-dza inenge ichitambisa muswe wayo, yakaita sokuuomesa zvishoma.

2

Kuti tinini kumira kunoita sikarudzi yemunhurume kana ava kunzwa kuda kuita weti kana kurara nemukadzi.

Zvakafanana

denene

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word