KwaunobvaDuramazwiGgudhuma

Duramazwi

gudhuma

-gudhuka

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichigudhuma zviri pamoto zvinenge zvichiita ruzha runotaridza kuti zvaita nguva yakareba zvichibikwa.

1

Zvakafanana

-gudhuka

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word