Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gudubu kuita karuzha kunoita zvinhu zvakaita semidziyo isina chinhu inenge yagumhana.
1

Kana munhu achiti gudubu gudubu anenge achingorovanisa midziyo inenge isina zvinhu, yakaita semigomo.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gudubu gudubu
Kana munhu achiti gudubu gudubu anenge achingorovanisa midziyo inenge isina zvinhu, yakaita semigomo.
VerengaSwipe for the next word