KwaunobvaDuramazwiGgudo

Zvinoreva

Gudo imhuka ine mahobi, yakada kufanana netsoko asi iyo iri hombe, uyezve inobira vanhu mbesa.

1

Gudo imhuka ine mahobi, yakada kufanana netsoko asi iyo iri hombe, uyezve inobira vanhu mbesa.

Handiti ukatsvaga gudo mugomo unoriwana, zvino ainge azviwana zvaaida chaizvo.

Charovedzera-charovedzera gudo rakakwira mawere kwasviba.

Gudo kuipa kuipa zvaro asi haridyi chakafa choga.

Zvakafanana

dede · diro · bveni

Mwana wa

rushiye

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gudu

Gudu chimedu kana kuti chidimu chinenge chabviswa pane chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word