Duramazwi
Zvinoreva
Bveni ishavi kana kuti mweya unonzi unokwanisa kupa munhu masimba ekurapa.
1

Kuipa kuipa zvaro bveni, asi haridyi chakafa choga.
Bveni ishavi kana kuti mweya unonzi unokwanisa kupa munhu masimba ekurapa.
Kukaranhika kumhanya nemakumbo mana sezvinoita bveni kana tsoko.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvenyu
Kuti bvenyu kupara kana kukuzvura zvinyoronyoro.
VerengaSwipe for the next word