KwaunobvaDuramazwiBbvenge

Duramazwi · zita

bvenge

Zvinoreva

Bvenge vanhu va kaungana pamwe chete, vari varume nevakadzi, kana kuti vakuru nevadiki.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvengedza

Kubvengedza kutadza kutaura zvakanaka sezvinoita munhu anwa doro.

Verenga

Swipe for the next word