Kwaunobva/Duramazwi/B/bvenyu
Duramazwi
Kuti bvenyu kupara kana kukuzvura zvinyoronyoro.
bvere
kupfeka-pfeka hembe zhinji panguva imwe chete.
bverepfeve
Bverepfeve zvinhu zvinenge zvakawanda chaizvo.
bveru
Kuti bveru kugara kwemunhu anenge achiratidza kugadzikana.
Swipe for the next word