KwaunobvaDuramazwiGgudhu-u

Duramazwi

gudhu-u

Zvinoreva

Kuti gudhu-u kutinhira kwemheni.

1

Kuti gudhu-u kutinhira kwemheni.

Kuti gudhu-u kufanza kwezvekudya zviri pamoto zvakaita semanhanga kana mabhonzo.

2

Kuti gudhu-u kufanza kwezvekudya zviri pamoto zvakaita semanhanga kana mabhonzo.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gudhudza

Kugudhudza kuita kuti chinhu chitinhire.

Verenga

Swipe for the next word