KwaunobvaDuramazwiGgudhu

Duramazwi

gudhu

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kumunhu anenge anatsa pane zvaanenge aita.

1

Iri izwi rinoshandiswa kumunhu anenge anatsa pane zvaanenge aita.

Kuti gudhu-u kufanza kwezvekudya zviri pamoto zvakaita semanhanga kana mabhonzo.

Kana munhu akati gudhugudhu anenge azvivharidzira musoro wose negumbeze kana mucheka.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gudhu-u

Kuti gudhu-u kutinhira kwemheni.

Verenga

Swipe for the next word