KwaunobvaDuramazwiWwarwa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi warwa anenge ari kutendwa kuti aita zvinhu zvakanaka.

1

Kana munhu achinzi warwa anenge ari kutendwa kuti aita zvinhu zvakanaka.

Kana munhu achinzi warwa anenge ari kutendwa kuti aita zvinhu zvakanaka.

Kuti waswinya warwa zvinoreva kuti chero munhu akaita basa shoma asi anenge amboedza, hazvienzani neasina chaaita.

Fundumwarwa munhu anongogara akatsamwa kana kuti achiratidza kugumbuka.

Zvakafanana

warwisa

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

warwisa

Kana munhu achinzi warwisa anenge achitendwa nemunhu waanenge aitira zvakanaka, kazhinji mukubatsira.

Verenga

Swipe for the next word