KwaunobvaDuramazwiBbhucha

Duramazwi · zita

bhucha

slaughterhouse · butchery

siraha-mama

Zvinoreva

Kuti bhucha kudonha kwechinhu chichipfachura mvura kana zvimwewo zviri pachinowira.

Bhucha imba inotengeserwa nyama.

Kubhucha kuita tsvina kwemunhu. Enda nemwana anobhucha kuchimbuzi.

1

Vanhu vakamukwaya paakawanikwa ava kuviga nyama muhomwe mubhucha.

2

3

Zvakafanana

siraha · -mama

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhudhi

Bhudhi ihanzvadzikomana kana shamwari yechirume yemunhukadzi.

Verenga

Swipe for the next word