Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bhudhi ihanzvadzikomana kana shamwari yechirume yemunhukadzi.
Kuti bhudhi kurwa, kazhinji kuri kwemachongwe ehuku.

Bhudhi vake vakanetseka ndokutombouya,( vaisa gara vose) kwave kusanganidzana naBaTakue.
Akanatso taimira kuti bhudhi vake vadzokere kugweru kucoarse ipapa ndopaainge oronga kutanga tsoro dzake.
Ko vaigoteerera bhudhi vake seyi kusvika pakumuramba.
Kuti bhudhi kurwa, kazhinji kuri kwemachongwe ehuku.
Bhudhi vake vakanetseka ndokutombouya,( vaisa gara vose) kwave kusanganidzana naBaTakue.
Ko vaigoteerera bhudhi vake seyi kusvika pakumuramba.
Bhudhi ihanzvadzikomana kana shamwari yechirume yemunhukadzi.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhugudza
Kubhugudza kudeura zvinhu mushure mokunge wagumha kana kuputsa chinhu chazvanga zvakaiswa.
VerengaSwipe for the next word