Duramazwi · zita
chikomba
bridegroom
Duramazwi · zita
bridegroom
Chikomba murume anenge achidanana nomukadzi womunhu.
Chitafu.
Chikomba kanzvimbo kadikidiki kakacherwa kana kuti kakafovera mukati.

Mai Nyarai vakawanikidzwa vaine chikomba, vachibva vangotutiswa musi iwoyo.
Debra ainge otonzwa hasha manje kuti hooo ndiye kanyakumutorera chikomba uyu.
Pakutizira mukumbo chikomba chacho ndicho chinotuma vanhu vacho kuenda kunotora mukadzi.
Chikomba munhurume anenge achidanana nomusikana asi vasati varoorana.
Chitafu.
Debra ainge otonzwa hasha manje kuti hooo ndiye kanyakumutorera chikomba uyu.
Pakutizira mukumbo chikomba chacho ndicho chinotuma vanhu vacho kuenda kunotora mukadzi.
Kareko kana uya asina pamuviri aigonawo kungotizira chikomba chake.
Chikomba kanzvimbo kadikidiki kakacherwa kana kuti kakafovera mukati.
Debra ainge otonzwa hasha manje kuti hooo ndiye kanyakumutorera chikomba uyu.
Kareko kana uya asina pamuviri aigonawo kungotizira chikomba chake.
Musikana anenge adai haamiriri kuzotorwa nokuti pamwe chikomba chiye chinenge chongotsenga-tsenga mukanwa.
Duramazwi
01 / 03chikombe
Chikombe inyaya kana chiitiko chakakosha kana kuti chinosuwisa.
VerengaSwipe for the next word